Mhishi sezita
Mataridziko
Mhishi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Manasse Mhishi; Yemurayi Mhishi; Tonderai Mhishi; Tawanda Mhishi.
- Mubishi kana mhishi kureva ivo vashandi vacho vanobata basa nemazvo.
- Mhishi kana mhirizhonga (Noise made by an angry mob).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.