Mhepouso neMhepobesu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMhepouso)
Mhepouso (headwind) imhepo inovhuvhuta yakadzivana nedivi riri kuendwa nechinhu. Mhepobesu (tailwind) imhepo inovhuvhuta yakatevedzana nedivi riri kuendwa nechinhu. Mhepobesu inowedzera spidhi yechinhu, ichideredza nguva inodiwa kuti chisvike pari kuendwa.
Pakubhururuka kwendege, mhepouso yakanakira panosimuka ndege nepakumhara, nokuti airfoil iri kuturikira mhepouso inokwanisa fosinhutsa yakakura pane funge ichiurukira mhepo yakati tende kana mhepobesu. Naizvozvo vatyairi vendege vanofarira kusimudza kana ktmharisa ndege vakatevedzana nedivi rinovhuvhuta mhepouso.
- Fosinhutsa (Upthrust) ifosi risundira mudenga richiwidza bapiro rendege.