Kurwa

From Wikipedia
(Redirected from Mhanda (Kurwa))
Jump to: navigation, search

Mhanda, kurwa kana dzivo (violence, dispute, obstinacy) izwi rinoreva mvongamupopoto yekurwa neruzha. Izwi iri rinoshandiswa kunyanya nevanotaura chiKorekore.

  • Kununura kana kunanura (separate two fighting parties).
  • Kurandura; kurandutsira kana kununura (intervene) zvinoreva kupindira pakati pevanhu vari kurwa nechinangwa chekumisa kurwa. Marandure anenge ari munhu wacho ari kurandutsira.
  • Makovore, bope kana mhope (a quarrel, a disturbance, noise) zvichireva ruzha rwevanhu vari kupopotana - muchokoto. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Chikowore??
  • Chivhumbu (Unexpected assault) apa zvichireva kuerekana munhu orohwa pasina chitarisiro chazvo.
  • Kugebenga (violence). Genesis 6:11 Bhaibheri reChiNdau: Nenyika yaiya yashata pamberi paMwari, nyika yaiya yazara ngokugebenga: The earth was corrupt before God, the earth was filled with violence.