Mhako sezita
Mataridziko
Mhako izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Regis Mhako mutori wenhau weZBC.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.