Mushonga Mukumbanidzwa

From Wikipedia
(Redirected from Mbundanirwa remishonga)
Jump to navigation Jump to search

Pachinyorwa chino mazwi anoti Mushonga Mukumbanidzwa ari kushandiswa kuturikira chinonzi chemical compound kuEnglish.

Izwi rokuti compound rakaumbwa namazwi maviri anoti com + ponere anoreva to put together. Kukumbanidza (1. Join together, 2. Mix together).


Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Nokumwe kutaura tingati mbundanidzwa remishonga kana toti mbundire remishonga. Ndizvozvo kuChiShona izwi rokuti kumbundanidza rinorevawo kubumburudza pamwe sechitsumbu chemaruva - to put or collect together as a bundle.