Gumi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMbofana)
| 10 | |
|---|---|
Gumi inhamba inoenderana nehuwandu hweminwe iri pamaoko ari maviri emunhu. Mhamba iyi inotevera pfumbamwe.
Kare pakuverenga mari mashereni gumi ainzi mbofana kana kuti chumi.
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauto yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaDigo vanoti mrongo (ten) kureva gumi.
- VaKwanyama vanoti omulongo (ten) kureva gumi.
- Sangho vanoti bale (group of ten) kureva boka regumi.