Svetuka kuchirochemo

Mbire sezita

Kubva Wikipedia

Mbire izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Munyaradzi Mbire; Josephine Mbire; Simbiso Mbire; Bernard Mbire.
  • VaMbire rudzi rwevanhu vanowanikwa muZimbabwe zvakare.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.