Mbawa sezita

Kubva Wikipedia

Mbawa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Mbawa ( type of grass; Rhynchelytrum repens) apa kureva mhando yehuswa hunonzi bhurakwacha.
  • Mbawa (n. Cold) kureva kutonhora.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.