Svetuka kuchirochemo

Mbara sezita

Kubva Wikipedia

Mbara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tatenda Mbara; Vongai Mbara; Tawonga Mbara

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Zigula neKikwere inoti mbala (clever, shrewd or cunning person) munhu akachenjera.
  • Zigula inoti ubala (cleverness, cunningness, smartness, smartness, wisdom) kureva mbaravara.
  • Umbundu inoti ombala (main village or seat of kingdom).
  • Mbukushu vanoti mbara (chief's headquarters).
  • Herero inoti ombara (chief, ruler; king). Mamwe mazwi: ouvara (kingdom, chiefdom).
  • Chewa inoti opala (courtier - one working at court).
  • Kikongo inoti mbala (potato, sweet potato) kureva mbatata kana mbambaira.
  • Kikuyu inoti mbara (n. invasion, riot, noise, hostilities, fracs; adj. marauding).
  • Lozi inoti mbala (n. kind of small fish). VaGikuyu vanoti mbara (fracas).