Mbara
Mataridziko
- Mbara (Waste Rock).
- Mbara sezita (a family name).
- Mbara (Spoils of War).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Gikuyu vanoti mbara (n. fracas; brawl; broil; commotion; danger; hostilities; defiance; invasion; tumult).
- VaChewa vanoti mbala (conspirator).
- Lunyoro vanoti mbara (an insect which bites like housefly; anthill made by termites).
- MaZulu vanoti imbala (n. Assertion, truth). Sokuti: Imbala yalento ayifumaniseki (The truth of the affair is not discovered).
- MaZulu vanoti imbala (adv. Truly, really, actually. Consider genuine). Sokuti: Imbala uyamazi lomunlu? (Do you really know this person?).
- Zigula vanoti ubala (Cleverness, cunning, smartness, wisdom) kureva mbaravara. Mamwe mazwi mbala (clever, shrewd or cunning people) kureva vanhu vakachenjera.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
