Svetuka kuchirochemo

Mbambe sezita

Kubva Wikipedia

Mbambe izita remhuri rinowanikwa muZambia, neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Cosmas Mbambe; Rutendo Mbambe; Tawanda Mbambe; Preachmore Mbambe.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti mbambe (n. landmark, division, extreme). Fananidzai nokuti mhambu?