Mbamba sezita
Mataridziko
Mbamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Cameroon, Malawi neSouth Africa.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti mbamba (n. crust) kureva goko.