Mazuva eKupedzesera
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMazuva ekupedzisira)
Mazuva eKupedzesera kana Mazuva eKugumisira (End Times) inguva inotaurwa muBhaibheri apo nyika yatinorarama ichasvika pakuguma zvichitevedza kutaura nekutonga kwaMwari.