Mazunga sezita
Mataridziko
Mazunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Strive Mazunga; Sandra Mazunga; Evelyn Mazunga; Edias Mazunga.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.