Mazita ezveutongi, matare nomutemo

Kubva Wikipedia

Mazita anotaura zveutongi, matare nomutemo anowanikwa muDurumazwi Guru reChiShona (mhendero 4), rakabatanidzwa naAfrican Languages Research Institute (ALRI) yeUniversity of Zimbabwe.

Mazita enzvimbo edzezveutongi

ChiShona ChiRungu
Nyika Country
Dunhu Guru (Purovhinzi) Province
Dunhu Diki District
Wadhi Ward
Guta City

Mazita ezveutongi

ChiShona ChiRungu
Hurumende Government
Hurumende yeDunhu (yeMathunhu) Local Government
Paramende Parliament