Mazabuka

Kubva Wikipedia

Mazabuka iguta riri muSouthern Province kuZambia. Zita rokuti Mazabuka rinobva kuChiTonga chinoti Twazabuka kana Kuzabuka zvichireva kuyambuka. Pane kufungidzira kuti zita iri rakaumba mushure mekunge vaTonga vayambuka Rwizi Magoye munguva yekutama kwavo. Guta iri rinowanikwa makiromita 135 kubva kuLusaka kuchitevedzwa mugwagwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]