Svetuka kuchirochemo

Mawuwa

Kubva Wikipedia

Mawuwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti iliwuwa kana amawuwa (n. Barren maize-cob; unfertile egg) vachireva muguri usina kubereka chibage.