Svetuka kuchirochemo

Mawoyo

Kubva Wikipedia

Mawoyo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Kuziwa Mawoyo; Rashiwe Mawoyo; Tinashe Mawoyo; Rutendo Mawoyo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Barotse vanoti maoyo (n. politeness, respect, courtesy) kureva kuzvininipisa.
  • VaGwere vanoti iwooyo (n. politeness, humility, courteousness, meekness, submission; feeling of patient submissive humbleness & disposition to be patient and long suffering) vachireva kuzvininipisa?
  • VaGwere vanoti kuwooya (v. be polite; do s.t. in a slow, gentle, polite or courteous manner) vachireva kuzvininipisa?
  • VaGwere vanoti we' iwooyo kana bʼeiwooyo pakuwanda (n. humble, polite, gentle, meek graceful person) vachireva munhu akazvininipisa?