Mawanga
Mataridziko
Mawanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaMambwe vanoti iwanga (n. large flats or meadows near large rivers, flooded during the rainy season).