Mavhunga

Kubva Wikipedia

Mavhunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Mavhunga; Nicholas Mavhunga; Lufuno Mavhunga; Chiedza Mavhunga; Elvin Mavhunga.
  • Kana muriwo wakadyarwa pedyo nemiti unotadza kukura zvakanaka nokuti unovhungwa nemumvuri.
  • Mamwe mazita ari pedyo: Mhungu, Mavhungu, Mvungu sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSwahili vanoti mvungu (1. hollow, cavity. 2. space under something.) Sokuti: mvungu wa meza - space under a table.
  • VaSwahili vanoti uvungu (1. hollowness, vacuum, cavity). VaShambala vanoti mvungu walushazi (space under bedstead).
  • VaSwahili vanoti mavunga ya nywele (1. thick unkept hair). VaSwahili vanoti kivunga cha nywele (1. long thick hair).
  • MaZulu vanoti vunga (Come to a united decision on a matter; rehearse). Sokuti: ukuvunga ingoma (to rehearse a song).
  • Kimbundu vanoti vunga (v. muffle, stifle, smother, choke; suppress; mute). Mamwe mazwi: kuvungunuka (v. lighten, clear).