Svetuka kuchirochemo

Mavhengere

Kubva Wikipedia

Mavhengere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tafara Mavhengere; Kudzai Mavhengere; Ngoni Mavhengere; Lydia Mavhengere aishanda kuZBC.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

Mazita ari Pedyo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]