Mautsahuku

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mautsahuku izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Rimwe zita riri pedyo rinonzi Mautsa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweKikongo vanoti uta, wuta kana buta (give birth to) kureva kuzvara.
  • Vatauri veKikongo vanoti mawuta (child birth).