Svetuka kuchirochemo

Maunga sezita

Kubva Wikipedia

Maunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Maunga marema, kudya muti waagere. Hairy caterpillars are stupid, they feed on the tree on which they live.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti maungo (envy ; jealousy ; evil-speaking) kureva shanje.