Matuzvi

Kubva Wikipedia

Matuzvi muchivanhu anoreva kurasa chikafu(food) yaunenge wadya nekumashure.Matuvhi anobuda nemumwe mukova unowanikwa pakati pemagadziko emunhu. Anogona kubuda zvinyoro nyoro kana kuita zvekunmanikidzira zvichienderana nechikafu chawadza.Matuzvi anonhuwa zvakanyanya zvekuti hakuna anobvuma juti ndiye ariita,asi kunyangwe achinhuwa zvavo vashoma vanosimuka vasina kuritarisa.Kuridziro ndeyekuti kana wapedza kumama ngatipisikei!

Matuzvi anozivikanwa nerimwe zita rekuti dhodhi,tsvina kana kuti manyowa. Pane mhando nedzakawanda dzematuzvi! Dzishoma dzandakupai ndedzinotevera:

1 Manyoka- Matuzvi anenge achierera kunge mvura.haanetse kuita asi anowanzoitwa nemunhu arikurwara nemudumbu.Manyoka anogona kuva chirwere chinoita kuti ufe uye anowanzokonzereswa nekushaya utsanana.

2 Godzva - Iri idhodhi rakasviba hombe zvekuti wakariona neariita hazvienderane.rinorwadza pakuriita.

3 Mushimba- Idhodhi rinoitwa rakabatana zvekuti nekumira nekukura kwarinenge rakaita, kamwana kanogona kutodonha kakaritsika.

4 Murwi - iyi imhando yemadhodhi anoita akawanda achimonerera.anenge akaita kachikomo zvekuti nyamututa anonetseka kuti ariumbe.Murwi unanzoitwa nemunhu anodyisa uye achishanda zvakanyanya.

5 Mherevera- iri idhodhi rinenge riri doko doko asi rinoitwa munhu anetseka kazvinji rinenge richinhuwa zvekuti haumbobvuma kuti ndiro.

6 Mukonde- Iyi itsvina inowanzoitwa nemurume uye inotsvetera nemagaro zvekuti wakasapisika unenge unemadhodhi kumashure kwese uku. Chinoumba mukonde chete isadza,hakuna chimwe chikafu chinoumba ,ukonde wedhodhi.