Matsungo sezita
Mataridziko
Matsungo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Canisius Matsungo, Simba Matsungo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaGiryama vanoti utsungu (n. physical and metal distress) vachireva kushushikana.