Matsanga

Kubva Wikipedia

Matsanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Natasha Matsanga; Naomi Matsanga; Celeste Matsanga; Tendai Matsanga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kimbundu vanoti muxange (n. deserter, renegade, runaway; fugitive).
  • KuMozambique kwaive nemawuto akapandukira hurumende ainzi matsanga.