Svetuka kuchirochemo

Matewe sezita

Kubva Wikipedia

Matewe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Dumisani Matewe; Prisca Matewe; Tawanda Matewe; Tichaona Matewe.
  • Tewe kana matewe (Heavy blow).
  • Tewe kana matewe (Guardian).
  • Tewe (Master) apa kureva tenzi.
  • Matewe kana mashawe (n. Bog) kureva deve.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.