Mataga sezita
Mataridziko
Mataga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaShambala vanoti ku-taga (v. sell) vachireva kutengesa.
- VaShambala vanoti ku-gula (v. buy) vachireva kutenga.
- Sisaala vanoti taga (n. small pot for keeping pito).