Svetuka kuchirochemo

Masvaya

Kubva Wikipedia

Masvaya izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLenje vanoti swaya (stab, pierce, wound, spear, kill by stabbing) richireva kubaya kana kuuraya zvekubaya nebanga.