Masocha sezita

Kubva Wikipedia

Masocha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Pascal Masocha, Zivanai Masocha.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ilisosha kana amasosha pakuwanda (n. soldier) vachireva masoja.