Masiyarwa
Mataridziko
Masiyarwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tracy Masiyarwa; John Masiyarwa; Tinotenda Masiyarwa; Oscar Masiyarwa.
- KwaZvimba kune musha unonzi Masiyarwa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
Mazita ari Pedyo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Masiyaharwa izita remhuri.