Mashiringwani
Mashiringwani izita remhuri muZimbabwe.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaTonga vanoti ngwani (who is he) kureva ko ndiani?.
- VaKalanga vanoti chila (live; survive) zvichireva kurarama kana kupona.
- VaKalanga i chili (living person; well-off person) zvichireva munhu mupenyu kana munhu mupfumi.
- Mang'anja vanoti kuchila kana kuchira (to recover from sickness) kureva kupona kubva mukurwara.