Mashanga sezita

Kubva Wikipedia

Mashanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Zvichinei Mashanga; Enock Mashanga; Rebecca Mashanga; Ethel Mashanga.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • MaZulu vanoti uluhlanga kana izihlanga pakuwanda (Dry stalk (as of mealies, sorghum, etc) vachireva mashanga.
  • MaZulu vanoti uluhlanga kana izihlanga pakuwanda (Tube (term applied to throat passage, pipe, etc.).
  • MaZulu vanoti uhlanga lomphimbo (the throat passage).
  • MaZulu vanoti uluhlanga (Original stem or stock, ancestry, genealogy, dynasty). Sokuti: inkosi yohlanga (a chief of the original succession).
  • MaZulu vanoti ilihlanga kana amahlanga pakuwanda (Harvested field in which the corn-stalks and stubble are still standing) vachireva mashanga.
  • MaZulu vanoti ilihlanga kana amahlanga pakuwanda (Wasteful giver) vachireva munhu anopfachura pakupa.