Mashakada sezita
Mataridziko
Mashakada izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tapiwa Mashakada naCephas Mashakada.
Mitauro yeChiBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaGiryama vanoti mashaka (n. trouble; tribulation) kureva matambudziko.
- VaTaita vanoti mashaka (misery; tribulation) kureva kutambudzika.