Svetuka kuchirochemo

Masawi sezita

Kubva Wikipedia

Masawi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tecla Masawi; Runyararo Masawi; Tracy Masawi; Teurai Masawi.
  • Masawi kana mashawi (a species of weed, tares).
  • Bhaibheri rinotaura nyaya yomunda wakanga wamera gorosi nemasawi - Mateo 13:24-30.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.