Svetuka kuchirochemo

Masaka sezita

Kubva Wikipedia

Masaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Albert Masaka; Gwinyai Masaka; Marshall Masaka; Adrian Masaka.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Chuwabo vanoti nsaka kana masaka (n. season; time; period) kureva zvinoita mwaka kana nguva.