Svetuka kuchirochemo

Maromo sezita

Kubva Wikipedia

Maromo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Albert Maromo; Shepherd Maromo; Joshua Maromo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lubukusu vanoti chiilomo (talk; conversation), kureva hurukuro. VaBukusu vanoti élomo (n. word, cause, purpose, incident, reason, Holy Word, gospel).
  • Lubukusu vanoti khuuloma (v. speak, say, talk, tell, chat, chatter, sing a chorus, complain). Mamwe mazwi: khuulomana (v. quarrel, squabble, talk to e.o.).
  • Lubukusu vanoti khuulomaloma (v. chat, speak, talk). Fananidzai nokuti kudoma?