Maringwa
Mataridziko
Maringwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Desmond Maringwa aiva mutambi wenhabvu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaSwahili vanoti lingwa (be tangled up; be caught in something; (fig.) become confused, be perplexed/ disconcerted).
- VaSwahili vanoti lenga kana linga (aim, take aim) kureva kuereka kana kunanga.
- Mururimi Yao vanoti kalingwa kana palingwa (how often).
- VaMambwe vanoti -lingwa (to be measured; to hold so many measures).