Svetuka kuchirochemo

Marimo sezita

Kubva Wikipedia

Marimo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tendai Marimo; Vimbai Marimo; Yvonne Marimo; Tapfumanei Marimo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.Tarisiro ndeyekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Swahili inoti malimo (field work, agriculture) kureva basa rekumunda. Sangho inoti limo (n. image; design; drawing).
  • VaMambwe vanoti molimo (energy, zeal for work) kureva kugwinya kana shungu nebasa.
  • MaZulu vanoti amalima (1. Communal cultivation; working-bee for cultivating - when neighbours help to cultivate a large field) kureva kurima pamwe.
  • MaZulu vanoti amalima (2. Field ploughed by communal cultivation). Nyanja inoti malimo (n. the steersman in a canoe).
  • Kikuyu inoti murimo (n. ailment; disease; illness; malady; pestilence) kureva chirwere.