Marimira
Mataridziko
Marimira izita remhuri munyika yeZimbabwe.
Izwi rokuti kurima (Metaphor meaning. malign, slander, badmouth; work towards the downfall of someone) rinoreva kureva kana kuita zvakashata nechinangwa chokuriga mumwe kubva pachinzvimbo.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Nokumwe kutaura tingati zvakafana nokuti kuchera. Sokuti - Mwana uyu ane musambo wakashata wokuchera vamwe kuvakuru vechikoro.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.