Svetuka kuchirochemo

Mapuvire

Kubva Wikipedia

Mapuvire izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tawanda Mapuvire; Tagutswa Mapuvire; Ibbo Mapuvire.
  • Gamuchirai akapuvira dovi mubota raakabikira Sekuru.
  • Shoko rokuti kupuvira kana kupurira rinoreva kuita chinhu nomutowo wakapfurikidza mwero.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti kuhubiza (n. schedule; scheduling).
  • VaZigula vanoisa h pamwe panoiswa p kuShona. Panoti kupona ivo vanoti kuhona.
  • VaZigula vanoti kuhumula (rest; resting) vachireva kupumhura.