Svetuka kuchirochemo

Mapungu sezita

Kubva Wikipedia

Mapungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Moses Mapungu; Andiswa Mapungu; Nomsa Mapungu; Zandile Mapungu.
  • Mamzwi ari pedyo: Chipungu sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lozi vanoti mapungu (n. over-large abdomen, spreading even round the sides) idumbu rakakurisa.
  • Mambwe inoti cipungu (stingy person, miser) kureva munhu akawomera.