Svetuka kuchirochemo

Mapunga sezita

Kubva Wikipedia

Mapunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti amaphunga (n. Odour, fragrance; smell - good or bad) kureva munhuwi.
  • MaZulu vanoti phunga (Scare off, drive off; wave away; whisk off (as flies). Mamwe mazwi: ukuphunga izimpukane (to drive off flies).