Mapiye sezita
Mataridziko
Mapiye izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Munashe Mapiye; Ngoni Mapiye; Mercy Mapiye; Clemence Mapiye.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- MaZulu vanoti phiya (ideo. of violent, headstrong action or temper). Mamwe mazwi: isiphiyaphiya (Violent, headstrong person; wild man) kureva munhu ane musoro wakaoma.
- MaZulu vanoti phiyaza (Be headstrong, act violently; show violent temper; be wayward, wild.). Fananidzai nokuti kupiya kana kuti anopiya?
- VaZigula vanoti vihiye (bad; badly) kureva kuipa. Mamwe mazwi: kununka vihiye (to smell bad). Vanoisa h pamwe patinoisa p.
- VaWabo vanoti opiya (cook) kureva kubika. VaWabo vanoti opiyela (cook for) kureva kubikira.