Svetuka kuchirochemo

Mapimhidze

Kubva Wikipedia

Mapimhidze izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ropafadzo Mapimhidze; Tarai Mapimhidze; Vengai Mapimhidze.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti kuhimiza (encourage; motivate; inspire; urge;take seriously).
  • VaZigula vanoti kuhimizana (encourage each other; urge each other).
  • VaZigula vanoti kuhimizana (encouragable).
  • VaZigula vanoisa h pamwe panoiswa p kuShona. Panoti kupona ivo vanoti kuhona.