Svetuka kuchirochemo

Mapemba

Kubva Wikipedia

Mapemba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Joseph Mapemba, Olayemi Mapemba, Chifundo Mapemba.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • MaZulu vanoti phemba kana ukuphemba mlilo (Kindle, light a fire) vachireva kuvesa moto. MaZulu vanoti phemba (Work up a fire (as from a small start).
  • MaZulu vane chirevo chinoti Wowuphemoa ungawothi (You will not reap the benefit) zvichishandurwa toti - unovesa moto wausingadziye zvichireva unoshanda usingazodyi zvibereko zvacho.
  • MaZulu vanoti phemba (Originate; initiate action; start anew). Muenzaniso: ukuphemba isizwe (to be the progenitor of a tribe). ukuphemba ngokusha (to make a fresh start).
  • VaGungu vanoti kuhemba (v ignite, kindle, light) kuvesa moto. VaGungu vanoisa h pamwe panoiswa p kuShona. Kimbundu vanoti pemba (v. plaster).
  • Zigula inoti mpemba kana mapemba (n. indian corn). Shambala inoti mapemba (n. maize) kureva chibage.