Bape

From Wikipedia
(Redirected from Mapape)
Jump to navigation Jump to search
Bepe resimbi richikombamiswa pamuchina

Bape (Flat sheet of any material) zvinoreva chero chinhu chakatetepa chakapambira segwati. Bepe ringava resimbi kana bape remukanyiwa wechingwa.

Shoko rokuti bape rakakosha pakutsanangura zvinhu zvizhinji zvatinosangana nazvo zvinosanganisira marata, mapepa, zvichingodaro.

Vamwe vatauri vanoti bepe

  • Chuma chinotungwa, mapape okusungwa tsungare navakadzi - apa kureva "beads are sewn on to cloth to be worn by women as a band round the head".

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti isibebe (Broad, flat object (as plate, sheet of zinc, etc.) kureva bape kana bepe.