Svetuka kuchirochemo

Mapakela

Kubva Wikipedia

Mapakela izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLozi vanoti pakela (to rise very early) vachireva kufumira.
  • VaLozi vanoti pakelisa (cause to rise very early; to awaken someone early) vachireva kufumisa.