Manyumba

Kubva Wikipedia

Manyumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Kenneth Manyumba, Tendai Manyumba.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMaconde neVaChewa vanoti nyumba (House) vachireva imba.
  • MaZulu vanoti nyumba (v. be barren, become barren) vachireva kuva usingabereke.
  • MaZulu vanoti inyumba kana izinyumba (n. Barren woman ; barren female animal) vachireva mukadzi asingabereke kana mhuka hadzi isingabereke.