Svetuka kuchirochemo

Manyukunyuku

Kubva Wikipedia

Manyukunyuku (emotion, something stirring you inside) zvinoreva shungu dzemoyo dzinoita munhu ade kuita zvinhu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti nyuku (ideophone of moving, shifting, stirring).
  • MaZulu vanoti nyukunya (v.intr Move, stir, shift). MaZulu vanoti nyukunya (v,tr Move, put in motion).
  • MaZulu vanoti nyukuza (Move, shift; cause to stir). Muenzaniso: ukunyukuza insika enzima (to move a heavy stump).